
About this song
Ndakainamatira Nyaya Iyoyi Lyrics
Ndakainamatira Nyaya Iyoyi is a captivating Afrikaans Christian masterpiece, brought to life by the artistic prowess of GraceWave.zw. The song’s lyrics and music are the handiwork of Robert Madzura, demonstrating expertise in both composition and production, capturing the essence of this creation through versatile talent. Ndakainamatira Nyaya Iyoyi was released on February 12, 2026. “Ndakainamatira Nyaya Iyoyi Lyrics” has stayed with many, making it a song people naturally come back to again and again. Below, you’ll find the lyrics for GraceWave.zw’s “Ndakainamatira Nyaya Iyoyi”, offering a glimpse into the profound artistry behind the song.
Listen to the complete track on Amazon Music
Choose your script
Read the Song Lyrics
Ndakainamatira nyaya iyoyi
Ndichidana zuva nezuva kuna Mwari
Kana nguva yakwana zvicha-manifesta
Zvicha-manifesta
Ndakainamatira nyaya iyoyi
Wandinonamata mukuru
Kana ati hongu, ane nharo wacho ndiyani?
Iye Mwari wangu paandipindura
Ndaingoti moyo rega kumhanya
Ngatimirirei nguva yaMwari
Ndakaudza shamwari dzangu
Ndichiti ndinokunda pamabvi
Zvinhu zvese zvaiswa pachena
Moyo wava nerugare
Huyai muone zvaitwa nedenga
Huyai muone zvaitwa nedenga
Ndakainamatira nyaya iyoyi
Ndichidana zuva nezuva kuna Mwari
Kana nguva yakwana zvicha-manifesta
(Hmm) zvicha-manifesta
Ndakainamatira nyaya iyoyi
Wandinonamata mhani mukuru
Kana ati hongu, ane nharo wacho ndiyani?
Iye Mwari wangu andipindura
Ndakamboita doubt zvishoma
Asi moyo ukaramba wakamirira
Ndikati kana zviri zvangu
Zvichauya nguva yacho yakwana
Hanzi koo wakasvika sei apa, eh?
Ndakainamatira nyaya iyoyi
Ndakatarisa shure ndinoti
Mwari vakanditungamira
Zvese zvakatanga nemunamato
Ngatinamatei hama dzangu
Mwari anopindura munamato
Mwari anopindura munamato
Ndakainamatira nyaya iyoyi (ndakainamatira nyaya)
Ndichidana zuva nezuva kuna Mwari (tidane)
Kana nguva yakwana zvicha-manifesta
Zvicha-manifesta (zvicha-manifesta)
Ndakainamatira nyaya iyoyi
Wandinonamata mhani mukuru
Kana ati hongu, ane nharo wacho ndiyani?
Iye Mwari wangu andipindura
